Mabasa 7:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona16 Jakobho akatakurwa achiendeswa kuShikemu akaradzikwa muguva rakanga ratengwa nechitsama chemari kuvana vaHamori kuShikemu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 ʋakaiswa Shekemi, ʋakaʋigwa pabgiro bgakaŋga bgateŋgwa naAbrahama nomuteŋgo wesirveri kuʋanakomana ʋaEmori paShekemi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 vakaiswa Ishekemu vakavigwa pabwiro hwakanaka hwakatengwa naAbhurahamu nomutengo wesirivha kuvanakomana vaEmori paIshekemu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Jakobho akatakurwa achiendeswa kuShikemu akaradzikwa muguva rakanga ratengwa nechitsama chemari kuvana vaHamori kuShikemu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Mitumbi yavo yakatakurwa ikaendeswa kuShekemu vakavigwa muguva rakanga ratengwa naAbhurahama kubva kuvanakomana vaHamori, paShekemu, nomutengo wemari yakati kuti. Viz kapitola |