Mabasa 6:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 Vane gumi navaviri vakaunganidza gungano ravadzidzi vakati, “Hazvina kunaka kuti tirege kuparidza shoko raMwari tichipa zvokudya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ɀino ʋanegumi naʋaʋiri ʋakaɗana ʋadzidzi ʋazhinji, ʋakati: Hakuzakafanira kuti isu tirege shoko raMŋari, tishumire pamatafura. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Zvino vane gumi navaviri vakadana vadzidzi vazhinji, vakati, “Hakuzakafanira kuti isu tirege kuparidza shoko raMwari, tishumire pamatafura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Vane gumi navaviri vakaunganidza gungano ravadzidzi vakati, “Hazvina kunaka kuti tirege kuparidza shoko raMwari tichipa zvokudya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Saka vane gumi navaviri vakaunganidza vadzidzi vose pamwe chete vakati, “Hazvingavi zvakanaka kwatiri kuti tirege ushumiri hweshoko raMwari kuti tishande pamatafura. Viz kapitola |