Mabasa 5:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona40 Nokudaro vakatevera zano rake. Pavakadaidza vapositori kuti vapinde, vakavarova vakavakomekedza kuti vasataure muzita raJesu ndokuvarega vachienda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Ʋakamunzwa; ipapo ʋakati ʋaɗana ʋaapostora, ʋakaʋaroʋa, ʋakaʋaraira kuti ʋarege kutaura nezita raJesu; ʋakaʋaregedza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200240 Vakamunzwa; ipapo vakati vadana vapostori, vakavarova, vakavarayira kuti varege kutaura nezita raJesu; vakavaregedza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Nokudaro vakatevera zano rake. Pavakadaidza vapositori kuti vapinde, vakavarova vakavakomekedza kuti vasataure muzita raJesu ndokuvarega vachienda. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 Kutaura kwake kwakavadzikamisa. Vakadana vapostori kuti vapinde vakaita kuti varohwe. Ipapo vakavarayira kuti varege kutaura muzita raJesu, uye vakavaregedza. Viz kapitola |