Mabasa 5:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona39 asi kana zviri zvaMwari hamumbokwanisa kuvaparadza. Pamwe mungatowanikwa mavakurwisana naMwari.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Asi kana ɀiri ɀaMŋari, hamuŋgagoni kuɀiparadza; kuti ɀimŋe muŋgaɗai mucirwa naMŋari ʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200239 Asi kana zviri zvaMwari, hamungagoni kuzviparadza; kuti zvimwe mungadai muchirwa naMwariwo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 asi kana zviri zvaMwari hamumbokwanisa kuvaparadza. Pamwe mungatowanikwa mavakurwisana naMwari.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Asi kana kuchibva kuna Mwari, hamungagoni kukonesa vanhu ava; muchazoona kuti muri kurwa naMwari.” Viz kapitola |