Mabasa 5:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona36 Tisati tasvika pane zvanhasi izvi, kwakamuka Tudhasi achizviti ndini pano; chitsama chavarume vanosvika mazana mana chakamutevera asi akauraiwa. Vose vaimutevera vakabva vapararira zvikava chinhu pasina. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Nokuti kare kwakambomuka Tudasi, aciti, ndiri munhu mukuru, ʋanhu ʋaneŋge mazana manna ʋakamuteʋera; iye akaʋurawa, naʋose ʋaimuterera ʋakaparadzirwa, nokuparadzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 Nokuti kare kwakambomuka Tudhasi, achiti, ndiri munhu mukuru, vanhu vanenge mazana mana vakamutevera; iye akaurawa, navose vaimuteerera vakaparadzirwa, nokuparadzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Tisati tasvika pane zvanhasi izvi, kwakamuka Tudhasi achizviti ndini pano; chitsama chavarume vanosvika mazana mana chakamutevera asi akauraiwa. Vose vaimutevera vakabva vapararira zvikava chinhu pasina. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Munguva yakapfuura, kwakambova naTudhasi aizviti iye munhu mukuru, uye varume vanenge mazana mana vakamutevera. Akaurayiwa, vose vaimutevera vakaparadzirwa, uye zvikaguma zvava pasina. Viz kapitola |