Mabasa 5:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona23 “Tasvikowana Jeri rakanyatsokiiwa. Vachengeti vapaJeri vakamira pamisuo asi patarizarura hapana watawana mukati.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Toroŋgo takaiwana yakazarirwa ɀakasimba kwaɀo, naʋarindi ʋakarindira pamikoʋa; asi takati ticizarura, tikasawana munhu mukati. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 “Torongo takaiwana yakazarirwa zvakasimba kwazvo, navarindi vakarindira pamisuo; asi takati tichizarura, tikasawana munhu mukati.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 “Tasvikowana Jeri rakanyatsokiiwa. Vachengeti vapaJeri vakamira pamisuo asi patarizarura hapana watawana mukati.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 “Tawana jeri rakanyatsozarirwa, navarindi vamire pamikova; asi patazarura, hatina kuwana munhu mukati.” Viz kapitola |