Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 5:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Zviratidzo zvizhinji nezvishamiso zvakaitwa mukati mavanhu namaoko avapositori. Vaisanganira vose muBerere raSoromoni.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ɀiratidzo neɀinoshamisa ɀizhinji ɀikaitwa pakati paʋanhu namaʋoko aʋaapostora; ʋose ʋaiʋa nomŋoyo mumŋe paɓiraʋira raSoromoni.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Zviratidzo nezvinoshamisa zvizhinji zvikaitwa pakati pavanhu namaoko avapostori; vose vaiva nomwoyo mumwe pabiravira raSoromoni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Zviratidzo zvizhinji nezvishamiso zvakaitwa mukati mavanhu namaoko avapositori. Vaisanganira vose muBerere raSoromoni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Vapostori vakaita zviratidzo zvizhinji nezvishamiso pakati pavanhu. Uye vatendi vose vaiwanzosangana pamwe chete muBiravira raSoromoni.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 5:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy