Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 5:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Pakarepo akabva ati gwadara kuwira pasi achibva afa. Vechiduku vaya pavakapinda vakamuwana atofa. Vakamutakura vachimuburitsa kunze vakandomuviga pedyo nomurume wake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ipapo akawira pasi pakarepo patsoka dzake, akaɓuɗisa mŋeya wake; majaya akapinda, akamuwana afa, ndokumutakurira kunze, ndokumuʋiga kumurume wake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Ipapo akawira pasi pakarepo patsoka dzake, akabudisa mweya wake; majaya akapinda, akamuwana afa, ndokumutakurira kunze, ndokumuviga kumurume wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Pakarepo akabva ati gwadara kuwira pasi achibva afa. Vechiduku vaya pavakapinda vakamuwana atofa. Vakamutakura vachimuburitsa kunze vakandomuviga pedyo nomurume wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Pakarepo akawira pasi, patsoka dzake akabva afa. Ipapo majaya akapinda uye akamuwana afa, akamutakura akaenda naye kunze akandomuviga parutivi pomurume wake.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 5:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy