Mabasa 4:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona27 “Icho chiri chokwadiwo Herodhi naPontio Pirato nevechirudzi navaIsiraeri vakaungana muguta rino vachirwisa muranda wenyu Mutsvene Jesu wamakazodza Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Nokuti ɀirokwaɀo Herode, naPontio Pirato, naʋahedeni, naʋanhu ʋaIsraeri ʋakaʋuŋganira muguta iri, kuzorwa naJesu Muranda wenyu mutȿene, wamakazodza; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 “Nokuti zvirokwazvo Herodhi, naPontio Pirato, navahedheni, navanhu vaIsiraeri vakaunganira muguta iri, kuzorwa naJesu Muranda wenyu mutsvene, wamakazodza; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 “Icho chiri chokwadiwo Herodhi naPontio Pirato nevechirudzi navaIsiraeri vakaungana muguta rino vachirwisa muranda wenyu Mutsvene Jesu wamakazodza Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Zvirokwazvo Herodhi naPondiasi Pirato vakaungana pamwe chete neveDzimwe Ndudzi uye navanhu veIsraeri muguta rino kuzorangana kurwisa Jesu muranda wenyu mutsvene, iye wamakazodza. Viz kapitola |