Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 4:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Madzimambo apasi pose vachinyatsorongana, vatongi vachitoitira Tenzi nomuzodzwa wake bangano.’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Madzimambo enyika akamuka, Naʋaɓati ʋakaʋuŋgana pamŋe cete, Kurwa naShe naKristu wake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Madzimambo enyika akamuka, Navabati vakaungana pamwechete, Kurwa naIshe naKristu wake.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Madzimambo apasi pose vachinyatsorongana, vatongi vachitoitira Tenzi nomuzodzwa wake bangano.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Madzimambo enyika azvigadzirira uye vabati vanoungana pamwe chete kuzorwa naIshe uye noMuzodziwa Wake.’

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 4:26

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy