Mabasa 4:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona20 Isu hatigoni kurega kutaura zvatakaona nezvatakanzwa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Nokuti hatigoni isu kurega kutaura ɀatakaʋona, neɀatakanzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Nokuti hatigoni kurega kutaura zvatakaona, nezvatakanzwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Isu hatigoni kurega kutaura zvatakaona nezvatakanzwa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Nokuti isu hatigoni kurega kutaura pamusoro pezvatakaona nezvatakanzwa.” Viz kapitola |