Mabasa 3:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 iye ndokuvanan'anidza achitarisira kugamuchira chimwe chinhu kwavari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Akaʋatarira, aciti ndicapiwa cinhu naʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Akavatarira, achiti ndichapiwa chinhu navo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 iye ndokuvanan'anidza achitarisira kugamuchira chimwe chinhu kwavari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Saka murume akavatarira, achifunga kuti achapiwa chinhu navo. Viz kapitola |