Mabasa 28:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Asi iye akazunzira chipuka chiya mumoto. Haana kukuvara. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Asi iye wakazuzira cikara mumŋoto, akasanzwa kurwadzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Asi iye wakazunzira chikara mumoto, akasanzwa kurwadzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Asi iye akazunzira chipuka chiya mumoto. Haana kukuvara. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Asi Pauro akazunzira nyoka mumoto uye haana kurwara. Viz kapitola |