Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 27:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

41 Vakaroverera chikepe pachiturunhuru chejecha pasi pegungwa ndokubva chikepe chati pfe mujecha ndiye mbetete chisisakwanisi kuzunguzika. Besu rechikepe rikabva ratyorwa tyorwa namasaisai.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

41 Ɀino ʋakati ʋaciȿika paiɗira makuŋgwa maʋiri, ʋakagumirisa cikepe pasi; muromo waco ukaɓatwa kwaɀo usiŋgazunuŋguki, asi rutiʋi rwaco rweshure rukavunika nesimba remʋura.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

41 Zvino vakati vachisvika paidira makungwa maviri, vakagumirisa chikepe pasi; muromo wacho ukabatwa kwazvo usingazununguki, asi rutivi rwacho rweshure rukavhunika nesimba remvura.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

41 Vakaroverera chikepe pachiturunhuru chejecha pasi pegungwa ndokubva chikepe chati pfe mujecha ndiye mbetete chisisakwanisi kuzunguzika. Besu rechikepe rikabva ratyorwa tyorwa namasaisai.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

41 Asi chikepe chakarovera pajecha. Muromo wacho wakabatirira kwazvo uye ukasagona kubvapo, nokudaro shure kwacho kwakapwanyika kukaita zvimedu zvimedu nokuda kwokurova kwamasaisai.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 27:41

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy