Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 27:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

34 Nokudaro ndinokukumbirisai kuti mudye. Zvichakupai simba nokuti hapana noruvhudzi rwomusoro waani naani zvake wenyu ruchatsakatika.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 Saka ndinokumbira ɀikuru kuti mudye, nokuti ndiɀo ɀicakuponesai; nokuti hakunoruvudzi rumŋe rucaparadzwa pamusoro womumŋe wenyu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

34 “Saka ndinokumbira zvikuru kuti mudye, nokuti ndizvo zvichakuponesai; nokuti hakuna ruvhudzi rumwe ruchaparadzwa pamusoro womumwe wenyu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Nokudaro ndinokukumbirisai kuti mudye. Zvichakupai simba nokuti hapana noruvhudzi rwomusoro waani naani zvake wenyu ruchatsakatika.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

34 Zvino ndinokukurudzirai kuti mudye. Munofanira kudya kuti murarame. Hakuna mumwe pakati penyu acharasikirwa nebvudzi romusoro wake.”

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 27:34

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy