Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 27:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Mambakwedza, Pauro akavakurudzira vose kuti vadye achiti, “Nhasi izuva regumi nechina makabatira ura mumaoko musina chokudya pasina chamadya.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Ɀino kwakati kwoedza, Pauro akakumbira ɀikuru kwaʋari ʋose kuti ʋadye, aciti: Nhasi raʋa zuʋa regumi nerecinna, ramakagara muciɀinyima kudya, musiŋgadyi cinhu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Zvino kwakati kwoedza, Pauro akakumbira zvikuru kwavari vose kuti vadye, achiti, “Nhasi rava zuva regumi nerechina, ramakagara muchizvinyima kudya, musingadyi chinhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Mambakwedza, Pauro akavakurudzira vose kuti vadye achiti, “Nhasi izuva regumi nechina makabatira ura mumaoko musina chokudya pasina chamadya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 Kwava kuda kuedza, Pauro akavakurudzira kuti vadye achiti, “Mazuva gumi namana apfuura, manga makangogara musingadyi, hamuna kutongodya kana chinhu.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 27:33

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy