Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 27:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Vakaera namaungira vakaona mvura iri mamita makumi matatu namanomwe. Vangoti endei pamberi zvishomanana vakaerazve namaungira vakaona kuti yakanga yava mamita makumi maviri ana manomwe.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Ʋakayera kudzika kwemʋura, ʋakawana pakaita mafadomi makumi maʋiri; ʋakapfuʋura ɀishoma, ndokuyera ɀe, ʋakawana pakaita mafadomi anegumi namashanu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Vakayera kudzika kwemvura, vakawana pakaita mafadhomi makumi maviri; vakapfuura zvishoma, ndokuyerazve, vakawana pakaita mafadhomi ane gumi namashanu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Vakaera namaungira vakaona mvura iri mamita makumi matatu namanomwe. Vangoti endei pamberi zvishomanana vakaerazve namaungira vakaona kuti yakanga yava mamita makumi maviri ana manomwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Vakashandisa zvokuyera kudzika kwemvura vakaona kuti pakanga pakadzika mamita makumi mana. Shure kwenguva pfupi, vakayerazve vakawana kuti pakanga padzika namamita makumi matatu.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 27:28

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy