Mabasa 27:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 Takakwira chikepe chokuAdhiramitimu chakanga chava kuda kuenda kumaguta okumahombekombe eAsia. Takatangisa kufamba nechikepe tichiperekedzwa naAristakusi mugari wokuMasedhonia aibva kuTesaronika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ɀino takati tapinda mucikepe ceAdramiteni, cakaŋga coenda napamisha yemhenderekedzo dzeAsia, tikabva tinaAristarko muMakedonia, waibva Tesaronika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Zvino takati tapinda muchikepe cheAdhiramiteni, chakanga choenda napamisha yemhenderekedzo dzeAsia, tikabva tina Arisitakusi muMakedhonia, aibva Tesaronika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Takakwira chikepe chokuAdhiramitimu chakanga chava kuda kuenda kumaguta okumahombekombe eAsia. Takatangisa kufamba nechikepe tichiperekedzwa naAristakusi mugari wokuMasedhonia aibva kuTesaronika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Takakwira chikepe chaibva kuAdhiramitiami chakanga chava kuenda nomunzvimbo dzaiva kumahombekombe enyika yeEzhia, ndokubva taenda kugungwa. Takanga tiina Aristakusi, muMasedhonia aibva kuTesaronika, pamwe chete nesu. Viz kapitola |