Mabasa 27:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona18 Nenzira yokuti takanga tichitomhotswa–tomhotswa zvinotyisa ramangwana acho vakatangisa kukanda zvinhu panze. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Fume maŋgwana, ɀatakatambura kwaɀo neɗutu remhepo, ʋakakandira nhumbi kunze; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Fume mangwana, zvakatambura kwazvo nedutu remhepo, vakakandira nhumbi kunze; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Nenzira yokuti takanga tichitomhotswa–tomhotswa zvinotyisa ramangwana acho vakatangisa kukanda zvinhu panze. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Takanga tava kuvhungwa-vhungwa nedutu raiva nesimba zvokuti mangwana acho vakatanga kubudisa nhumbi muchikepe vachidzikanda mugungwa. Viz kapitola |