Mabasa 27:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona1 Pazvakanga zvarongwa kuti tinofanira kuenda kuItari nechikepe, vakaisa Pauro navamwe vasungwa mumaoko aJuriasi aiva mutungamiriri wezana wechikwata chamasoja chokwaAgasitosi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino kwakati kwatemŋa kuti tiende Itaria necikepe, ʋakaisa Pauro naʋamŋe ʋasuŋgwa kumukuru wezana, wainzi Jurio, wehondo yaAugusto. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino kwakati kwatemwa kuti tiende Itaria nechikepe, vakaisa Pauro navamwe vasungwa kumukuru wezana, ainzi, “Jurio, wehondo yaAugusto.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Pazvakanga zvarongwa kuti tinofanira kuenda kuItari nechikepe, vakaisa Pauro navamwe vasungwa mumaoko aJuriasi aiva mutungamiriri wezana wechikwata chamasoja chokwaAgasitosi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Kwakati kwarongwa kuti tiende nechikepe kuItari, Pauro navamwe vasungwa vakaiswa mumaoko omukuru wezana ainzi Juriasi akanga ari wehondo yaAgasito. Viz kapitola |