Mabasa 26:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Vanondiziva kwenguva ndefu, kana vachida zvavo kuzvipupura, kuti ndakagara somuFarisei, bato rinochengetedza zvechitendero chedu nemazvo chaimo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 ʋakandiziʋa kare, kana ʋaciɗa kupupura, kuti ndaiʋa muFarise, nedzidziso yokupira kweɗu yakaiȿo‐rurama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 vakandiziva kare, kana vachida kupupura, kuti ndaiva muFarisi, nedzidziso yokupira kwedu yakaisvorurama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Vanondiziva kwenguva ndefu, kana vachida zvavo kuzvipupura, kuti ndakagara somuFarisei, bato rinochengetedza zvechitendero chedu nemazvo chaimo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Vakandiziva kwenguva refu uye vanogona kupupura, kana vachida zvavo, kuti maererano nedzidziso yakasimba yechitendero chedu, ndakagara ini ndiri muFarisi. Viz kapitola |