Mabasa 26:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 “VaJudha vose vanoziva mugariro wangu kubvira pahwana huduku hwangu uye upenyu hwandakagara kubvira pakutanga mukati merudzi rwangu muJerusaremu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 ƲaJuda ʋose ʋanoziʋa mufambire waŋgu, kubva paʋuɗuku bgaŋgu, waiʋa pakati porudzi rwaŋgu napaJerusarema kubva pakutaŋga; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 “VaJudha vose vanoziva mafambiro angu, kubva pauduku hwangu, aiva pakati porudzi rwangu napaJerusaremu, kubva pakutanga; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 “VaJudha vose vanoziva mugariro wangu kubvira pahwana huduku hwangu uye upenyu hwandakagara kubvira pakutanga mukati merudzi rwangu muJerusaremu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 “VaJudha vose zvavo vanoziva nzira yandakararama nayo kubvira pandakanga ndiri mwana, kubva pakutanga kwoupenyu hwangu munyika yokwangu, nomuJerusaremawo. Viz kapitola |