Mabasa 25:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Fesitusi akapindura achiti, “Pauro ari kuchengetedzwa kuSezaria uye kuti iye Fesitusi pachakewo aitoda kuendako mushure mechinguvana.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Asi Festo wakapindura, aciti Pauro wakaceŋgetwa Kesaria, ʋuye kuti iye amene wakaŋga okurumidza kuenda’ko. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Asi Fesito akapindura, achiti, “Pauro akachengetwa Kesaria, uye kuti iye amene akanga okurumidza kuendako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Fesitusi akapindura achiti, “Pauro ari kuchengetedzwa kuSezaria uye kuti iye Fesitusi pachakewo aitoda kuendako mushure mechinguvana.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Fesitasi akapindura akati, “Pauro akachengetwa paKesaria, uye ini pachangu ndichaendako nokukurumidza. Viz kapitola |