Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 24:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 VaJudha vakatsigira kumupa mhosva vachiti ndizvo chaizvo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 NaʋaJuda ʋakabvumira ʋo pakumhaŋara, ʋakasimbisa kuti ɀinhu iɀoɀo ndiɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 NavaJudha vakabvumirawo pakumhan'ara, vakasimbisa kuti zvinhu izvozvo ndizvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 VaJudha vakatsigira kumupa mhosva vachiti ndizvo chaizvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 VaJudha vakabvumirana nezvaakanga achipomerwa, vachisimbisa kuti zvinhu izvi zvaiva zvechokwadi.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 24:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy