Mabasa 24:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Nenzira dzose uye kose kose tinogamuchira izvi nokutenda kose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 tinoɀigamucira nemitoʋo yose napanɀimbo dzose nokuʋoŋga kukuru, imi, Feriksi wakakurumbira ɀikuru. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 tinozvigamuchira nemitoo yose napanzvimbo dzose nokuvonga kukuru, imi, Ferikisi akakurumbira zvikuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Nenzira dzose uye kose kose tinogamuchira izvi nokutenda kose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Changamire Ferikisi, izvi tinozvigamuchira nomufaro mukuru uye nemitoo yose kwose kwose. Viz kapitola |