Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 24:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Asi Ferekisi, munhu akanga achiziva zvinhu zvizhinji nezveNzira yechikristu, akamisa dare achiti, “Kana Risiasi, mukuru mukuru wamasoja adzika kuno ndipo pandichapedzisa nyaya yako.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Asi Feriksi, ɀaakaziʋisisa ɀakanaka Nzira iyo, akaʋaʋetsa, aciti: Kana Risia, mukuru wecuru camazana aɓurukira pano, ndicanatso‐bvunzisisa mhaka yenyu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Asi Ferikisi, zvaakazivisisa zvakanaka Nzira iyo, akavavetsa, achiti, “Kana Risiya, mukuru wechiuru chamazana aburukira pano ndichanatsobvunzisisa mhaka yenyu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Asi Ferekisi, munhu akanga achiziva zvinhu zvizhinji nezveNzira yechikristu, akamisa dare achiti, “Kana Risiasi, mukuru mukuru wamasoja adzika kuno ndipo pandichapedzisa nyaya yako.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Ipapo Ferikisi uyo akanga achizivisisa nezveNzira iyo, akambomisa dare. Akati, “Kana Risiasi mukuru wavarwi auya, ndichatonga mhosva yenyu.”

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 24:22

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy