Mabasa 24:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona1 Mushure memazuva mashanu, mupristi mukuru Ananiya akadzika navamwe vakuru vakuru nerimwe gweta rainzi Teturosi. Vakapira nyaya yavo kuna Gavhuna yokupomera Pauro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino mazuʋa mashanu akati apfuʋura, Ananiasi, muprista mukuru, akaɓuruka naʋamŋe ʋakuru, nomumŋe mureʋeri, wainzi Terturo; ʋakamhaŋarira Pauro kumuɓati. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino mazuva mashanu akati apfuura, Ananiasi, mupristi mukuru, akaburuka navamwe vakuru, nomumwe mureveri, ainzi Terituro; vakamhan'arira Pauro kumubati. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mushure memazuva mashanu, mupristi mukuru Ananiya akadzika navamwe vakuru vakuru nerimwe gweta rainzi Teturosi. Vakapira nyaya yavo kuna Gavhuna yokupomera Pauro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Mazuva mashanu akati apfuura, Ananiasi muprista mukuru akaburuka kuKesaria navamwe vakuru nerimwe gweta rainzi Teturo, vakataura mhosva dzavo pamusoro paPauro pamberi pomubati. Viz kapitola |