Mabasa 23:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Pauro akati, “Handina kuziva, hama dzangu, kuti mupristi mukuru nokuti zvakanyorwa zvichinzi, ‘Haufaniri kutaura zvakaipa nezvemutongi wavanhu vako.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Pauro akati: Hama dzaŋgu, ndakaŋga ndisiŋgaziʋi kuti ndiye muprista mukuru; nokuti kwakanyorwa, kucinzi: usataura ɀakaipa pamsoro pomuɓati waʋanhu ʋako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Pauro akati, “Hama dzangu, ndakanga ndisingazivi kuti ndiye mupristi mukuru; nokuti kwakanyorwa, kuchinzi, ‘Usataura zvakaipa pamusoro pomubati wavanhu vako.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Pauro akati, “Handina kuziva, hama dzangu, kuti mupristi mukuru nokuti zvakanyorwa zvichinzi, ‘Haufaniri kutaura zvakaipa nezvemutongi wavanhu vako.’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Pauro akapindura akati, “Hama dzangu, ndanga ndisingazivi kuti ndiye muprista mukuru; nokuti kwakanyorwa kuchinzi: ‘Usataura zvakaipa pamusoro pomubati wavanhu vako.’ ” Viz kapitola |