Mabasa 23:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona32 Mangwana acho vakadzokera kunzvimbo inogara masoja vosiya varwi vamabhisa kuti vaende naye mberi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Fume maŋgwana ʋakarega ʋataȿi ʋamabiza, kuti ʋaende naye, iʋo ʋakadzokera kuimba yaʋarwi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Fume mangwana vakarega vatasvi vamabhiza, kuti vaende naye, ivo vakadzokera kuimba yavarwi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Mangwana acho vakadzokera kunzvimbo inogara masoja vosiya varwi vamabhisa kuti vaende naye mberi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Zuva rakatevera, vakarega vamabhiza vachienda naye, ivo vachibva vadzokera kudzimba dzavarwi. Viz kapitola |