Mabasa 23:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Pauro akati kwaari, “Mwari achakurova, iwe chidziro zvacho chadzururwa kuchena nesuko. Ndozvawakagarira ipapo kuti unditonge zviri pamutemo asi uchityora mutemo nhai? Uri kuti ndinofanira kurohwa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ipapo Pauro akati kwaari: Mŋari ucakuroʋa iwe, ruȿiŋgo rwakaceneswa; ugere’po kuti unditoŋge nomurairo, ɀino woraira kuti ndirobge, uciɗarika murairo here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Ipapo Pauro akati kwaari, “Mwari achakurova iwe, rusvingo rwakacheneswa; ugerepo kuti unditonge nomurayiro, zvino worayira kuti ndirohwe, uchidarika murayiro here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Pauro akati kwaari, “Mwari achakurova, iwe chidziro zvacho chadzururwa kuchena nesuko. Ndozvawakagarira ipapo kuti unditonge zviri pamutemo asi uchityora mutemo nhai? Uri kuti ndinofanira kurohwa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Ipapo Pauro akati kwaari, “Mwari achakurova, iwe chidziro chakacheneswa nependi! Ugere ipapo kuti unditonge maererano nomurayiro, asi iwe pachako unodarika murayiro nokurayira kuti ndirohwe!” Viz kapitola |