Mabasa 23:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona28 Pandainge ndichida kuziva mhosva yavaimupa ndakadzika naye kudare ravo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ɀino ndakati ndiciɗa kuziʋa mhoȿa yaʋakamukwirira nayo, ndikamuɓurusira kumakurukota aʋo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Zvino ndakati ndichida kuziva mhosva yavakamukwirira nayo, ndikamuburusira kumakurukota avo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Pandainge ndichida kuziva mhosva yavaimupa ndakadzika naye kudare ravo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Ndakada kuziva kuti sei vakanga vachimupomera mhosva, saka ndikamuendesa kuDare ravo Guru. Viz kapitola |