Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 23:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Pauro akanyatsotarisana nedare akati, “Hama ndakagara nehana yakachena pamberi paMwari kusvikira pari nhasi.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino Pauro wakati acitarisisa kumakurukota, akati: Ʋarume, hama, ini ndakafamba pamberi paMŋari nehana yakarurama kuȿikira zuʋa ranhasi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino Pauro akati achitarisisa kumakurukota, akati, “Varume, hama, ini ndakafamba pamberi paMwari nehana yakarurama kusvikira zuva ranhasi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Pauro akanyatsotarisana nedare akati, “Hama ndakagara nehana yakachena pamberi paMwari kusvikira pari nhasi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Pauro akatarisisa kuDare Guru ravaJudha akati kwavari, “Hama dzangu, ini ndakaita basa rangu kuna Mwari nehana yakanaka kusvikira zuva ranhasi.”

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 23:1

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy