Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 22:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Zvino avo vakanga vaneni vakaona chiedza asi havana kunzwa izwi rewakanga achitaura kwandiri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ɀino ʋaiʋa neni ʋakaʋona ciedza, asi haʋanakunzwa inzwi rowakataura neni.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Zvino vaiva neni vakaona chiedza, asi havana kunzwa izwi rowakataura neni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Zvino avo vakanga vaneni vakaona chiedza asi havana kunzwa izwi rewakanga achitaura kwandiri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Shamwari dzangu dzakaona chiedza, asi hadzina kunzwa inzwi raiye akanga achitaura neni.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 22:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy