Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 22:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 “Pandakanga ndiri parwendo rwangu, ndavakusvika kuDhamasikusi, kumasikati–sikati, chiedza chikuru chakabva kudenga chikandipoteredza nokupenya kwacho.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Ɀino ndakati ndicifamba, ndosweɗera Damasko, aneŋge masikati, pakarepo ndikapenyerwa kwose neciedza cikuru, caibva kuɗeŋga.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 “Zvino ndakati ndichifamba, ndoswedera Dhamasiko, anenge masikati, pakarepo ndikapenyerwa kwose nechiedza chikuru, chaibva kudenga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 “Pandakanga ndiri parwendo rwangu, ndavakusvika kuDhamasikusi, kumasikati–sikati, chiedza chikuru chakabva kudenga chikandipoteredza nokupenya kwacho.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 “Nenguva dzinenge dzamasikati pandakanga ndoswedera pedyo neDhamasiko, pakarepo chiedza chakabva kudenga chikandipenyera kumativi ose.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 22:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy