Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 22:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Mangwana acho mukuru mukuru wamasoja zvaaida kuziva chikonzero chaicho vaJudha chavaimupira mhosva akamusunungura akati, vapristi namakurukota ose edare aungane ndokuenda naPauro ondomuisa pamberi pavo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Ɀino fume maŋgwana, aciɗa kuziʋa kwaɀo kuti ʋaJuda ʋakamupomera mhoȿa yei, akamusunuŋgura, akaraira kuti ʋaprista ʋakuru namakurukota ose ʋaʋuŋgane, akaɓurusa Pauro, ndokumuisa pamberi paʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

30 Zvino fumwe mangwana, achida kuziva kwazvo kuti vaJudha vakamupomera mhosva yei, akamusunungura, akarayira kuti vapristi vakuru namakurukota ose vaungane, akaburusa Pauro, ndokumuisa pamberi pavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Mangwana acho mukuru mukuru wamasoja zvaaida kuziva chikonzero chaicho vaJudha chavaimupira mhosva akamusunungura akati, vapristi namakurukota ose edare aungane ndokuenda naPauro ondomuisa pamberi pavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 Zuva rakatevera, sezvo mukuru wavarwi aida kuziva chaizvoizvo kuti sei Pauro akanga achipomerwa mhosva navaJudha, akamusunungura akarayira kuti vaprista vakuru neDare Guru ravaJudha vaungane. Ipapo akatora Pauro akamumisa pamberi pavo.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 22:30

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy