Mabasa 22:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona29 Nokudaro vaya vakanga vachida kumuongorora vakabva paari pakarepo. Naiyewo mukuru mukuru wamasoja akanga avakutotyawo nokuti akanga azviziva kuti Pauro akanga ari muRoma uye kuti akanga amusunga kwazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ɀino ʋakaŋga ʋomubvunzisisa, ʋakabva kwaari pakarepo, nomukuru wecuru camazana wakatya ʋo aciziʋa kuti iye muRoma, ʋuye nokuti wakaŋga amusuŋga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Zvino vakanga vomubvunzisisa, vakabva kwaari pakarepo, nomukuru wechiuru chamazana akatyawo achiziva kuti iye muRoma, uye nokuti akanga amusunga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Nokudaro vaya vakanga vachida kumuongorora vakabva paari pakarepo. Naiyewo mukuru mukuru wamasoja akanga avakutotyawo nokuti akanga azviziva kuti Pauro akanga ari muRoma uye kuti akanga amusunga kwazvo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Vaya vakanga voda kumubvunza vakabva varega pakarepo. Mukuru wamauto pachake akatya paakaona kuti akanga asunga Pauro, muRoma, nengetani. Viz kapitola |