Mabasa 22:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona22 Kusvikira ipapa vakamuteerera vakazodaidzira vachiti, “Panyika pano, pasi nomunhu wakadai, nokuti haafaniri kurarama.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ʋakamuterera kuȿikira pashoko iro; ipapo ʋakaɗanidzira, ʋaciti: wakaɗai ŋgaabviswe panyika; nokuti haafaniri kurarama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Vakamuteerera kusvikira pashoko iro; ipapo vakadanidzira, vachiti, “Akadai ngaabviswe panyika; nokuti haafaniri kurarama.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Kusvikira ipapa vakamuteerera vakazodaidzira vachiti, “Panyika pano, pasi nomunhu wakadai, nokuti haafaniri kurarama.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Vanhu vakamuteerera kusvikira ataura izvi. Ipapo vakadanidzira vachiti, “Mubvisei panyika! Haafaniri kurarama!” Viz kapitola |