Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 22:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Pavakanzwa kuti aitaura kwavari nechiHebheru vakabva vatonyarara zvikuru. Iye akati,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Iʋo ʋakati ʋacinzwa, kuti wotaura naʋo norurimi rweciHeberu, ʋakanyanya kunyarara. Iye akati:

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Ivo vakati vachinzwa, kuti wotaura navo norurimi rwechiHebheru, vakanyanya kunyarara. Iye akati,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Pavakanzwa kuti aitaura kwavari nechiHebheru vakabva vatonyarara zvikuru. Iye akati,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Pavakanzwa achitaura kwavari nechiHebheru, vakanyanya kunyarara. Ipapo Pauro akati,

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 22:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy