Mabasa 22:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona15 nokuti uchava chapupu chake kuvanhu vose uchipupurira zvawaona nezvawanzwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Nokuti iwe ucaʋa capupu cake kuʋanhu ʋose ceɀawakaʋona neɀawakanzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Nokuti iwe uchava chapupu chake kuvanhu vose chezvawakaona nezvawakanzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 nokuti uchava chapupu chake kuvanhu vose uchipupurira zvawaona nezvawanzwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Uchava chapupu chake kuvanhu vose, chezvawakaona nezvawakanzwa. Viz kapitola |