Mabasa 22:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona12 “Mumwe munhu anonzi Ananiya, munamati chaiye waMwari maererano nomutemo, aitaurwa zvakanaka nezvake navaJudha vose vaigara ikoko. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀino mumŋe murume, wainzi Ananiasi, munhu wainamata Mŋari seɀinoreʋa murairo, waipupurirwa ɀakanaka naʋaJuda ʋose ʋakaŋga ʋagere’po, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 “Zvino mumwe murume, ainzi Ananiasi, munhu ainamata Mwari sezvinoreva murayiro, aipupurirwa zvakanaka navaJudha vose vakanga vagerepo, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 “Mumwe munhu anonzi Ananiya, munamati chaiye waMwari maererano nomutemo, aitaurwa zvakanaka nezvake navaJudha vose vaigara ikoko. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 “Murume ainzi Ananiasi akauya kuzondiona. Akanga akazvipira pakunamata Mwari nokucherechedza murayiro uye aikudzwa zvikuru navaJudha vose vaigaramo. Viz kapitola |