Mabasa 22:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 Ndakati, ‘Ko ndoiteko Tenzi?’ Tenzi akati kwandiri, ‘Chisimuka uende muDhamasikusi. Imomo uchataurirwa zvose zvawakarongerwa kuti uite.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ndikati: Ndoɗiniko, Ishe? Ishe akati kwandiri: Simuka, uende Damasko; apo ucaʋudzwa ɀose ɀakatarwa kuti uɀiite. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 “Ndikati, ‘Ndodiniko, Ishe?’ Ishe akati kwandiri, ‘Simuka, uende Dhamasiko, apo uchaudzwa zvose zvakatarwa kuti uzviite.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Ndakati, ‘Ko ndoiteko Tenzi?’ Tenzi akati kwandiri, ‘Chisimuka uende muDhamasikusi. Imomo uchataurirwa zvose zvawakarongerwa kuti uite.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 “Ndakabvunza ndikati, ‘Munoda kuti ndiiteiko Ishe?’ “Ishe akati, ‘Simuka, upinde muDhamasiko. Imomo ndimo mauchandoudzwa zvose zvawakatarirwa kuti uite.’ Viz kapitola |