Mabasa 20:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona37 Vose vakachema vakambundikirana naPauro vakamutsvoda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Ʋakacema ɀikuru ʋose; ʋakawira pamutsipa waPauro, ʋakawonekana naye nokumuȿeta, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 Vakachema zvikuru vose; vakawira pamutsipa waPauro, vakaonekana naye nokumutsvoda, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Vose vakachema vakambundikirana naPauro vakamutsvoda. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Vose vakachema pavakamumbundikira uye vakamutsvoda. Viz kapitola |