Mabasa 20:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona36 Paakapedza kutaura izvi akapfugama akanamata navo vose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Wakati ataura iɀoɀo, akafugama, akanyeŋgetera naʋo ʋose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 Akati ataura izvozvo, akapfugama, akanyengetera navo vose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Paakapedza kutaura izvi akapfugama akanamata navo vose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Akati ataura izvi, akapfugama pamwe chete navo vose uye vakanyengetera. Viz kapitola |