Mabasa 20:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona23 kusiya kuti Mweya Mutsvene anondiyambira mumaguta ose kuti jeri nenhamo zvakandimirira; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 asi kuti Mŋeya Mutȿene unondipupurira kwaɀo muguta rimŋe nerimŋe, kuti kusuŋgwa nenhamo ɀakandigarira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 asi kuti Mweya Mutsvene unondipupurira kwazvo muguta rimwe nerimwe, kuti kusungwa nenhamo zvakandigarira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 kusiya kuti Mweya Mutsvene anondiyambira mumaguta ose kuti jeri nenhamo zvakandimirira; Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Chandinongoziva ndechokuti muguta rimwe nerimwe Mweya Mutsvene anondiyambira kuti kusungwa nokutambudzika zvakandirindira. Viz kapitola |