Mabasa 20:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 Akapfuura nomunzvimbo idzi achivakurudzira akazosvika kuGirisi, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Akagura namatiʋi enyika idzo, akaraira ʋatendi namashoko mazhinji, ndokuȿika panyika yaʋaGiriki. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Akagura namativi enyika idzo, akarayira vatendi namashoko mazhinji, ndokusvika panyika yavaGiriki. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Akapfuura nomunzvimbo idzi achivakurudzira akazosvika kuGirisi, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Akafamba nomumatunhu ayo, achitaura mashoko mazhinji okukurudzira vanhu, uye pakupedzisira akazosvika kuGirisi, Viz kapitola |