Mabasa 20:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona18 Pavakasvika kwaari akavati, “Imi pachenyu munoziva kuti ndakagara sei pakati penyu nguva dzose kubvira zuva randakatanga kusvika muAsia, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ʋakati ʋaȿika kwaari, akati kwaʋari: Imi munoziʋa mugarire waŋgu pakati penyu ŋguʋa dzose, kubva pazuʋa rokutaŋga randakaȿika naro paAsia; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Vakati vasvika kwaari, akati kwavari, “Imimunoziva mugariro wangu pakati penyu nguva dzose, kubva pazuva rokutanga randakasvika naro paAsia; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Pavakasvika kwaari akavati, “Imi pachenyu munoziva kuti ndakagara sei pakati penyu nguva dzose kubvira zuva randakatanga kusvika muAsia, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Vakati vasvika, akati kwavari, “Imi munoziva kuti ndakagara sei nemi panguva yose yandaiva nemi, kubvira pazuva rokutanga randakasvika munyika yeEzhia. Viz kapitola |