Mabasa 2:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Zviri kuitika sei kuti mumwe nomumwe wedu ari kuvanzwa vachitaura norurimi rwake? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino tinogoʋanzwa seiko mumŋe nomumŋe norurimi rweɗu, rwatakaɓerekwa narwo? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Zvino tinogovanzwa seiko mumwe nomumwe norurimi rwedu, rwatakaberekwa narwo? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Zviri kuitika sei kuti mumwe nomumwe wedu ari kuvanzwa vachitaura norurimi rwake? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Zvino seiko mumwe nomumwe wedu achivanzwa nomutauro waakaberekwa nawo? Viz kapitola |