Mabasa 2:47 - Bhaibhiri Idzva rechiShona47 vachirumbidza Mwari vachidiwa navanhu vose. Tenzi vaiwanziridza uwandu hwavo zuva nezuva hwaavo vainge vachiponeswa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)47 ʋacirumbidza Mŋari, ʋaciɗikanwa naʋanhu ʋose. Ishe akawedzera kwaʋari zuʋa rimŋe nerimŋe aʋo ʋaiponeswa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200247 vachirumbidza Mwari, vachidikanwa navanhu vose. Ishe akawedzera kwavari zuva rimwe nerimwe avo vaiponeswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 vachirumbidza Mwari vachidiwa navanhu vose. Tenzi vaiwanziridza uwandu hwavo zuva nezuva hwaavo vainge vachiponeswa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi47 vachirumbidza Mwari uye vachidikanwa navanhu vose. Uye Ishe akawedzera pauwandu hwavo zuva rimwe nerimwe avo vakanga vachiponeswa. Viz kapitola |