Mabasa 2:42 - Bhaibhiri Idzva rechiShona42 Vakaramba vangoti kwati kwati nezvaidzidziswa navapositori uye vakaramba vakabatana navo nomukumedura chingwa nomukunamata. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 Ʋakatsuŋgirira pakudzidzisa kwaʋaapostora, napakuyanana kwaʋo, napakumeɗura ciŋgwa, napaminyeŋgetero. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200242 Vakatsungirira pakudzidzisa kwavapostori, napakuyanana kwavo, napakumedura chingwa, napaminyengetero. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Vakaramba vangoti kwati kwati nezvaidzidziswa navapositori uye vakaramba vakabatana navo nomukumedura chingwa nomukunamata. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi42 Vakazvipira pakudzidzisa kwavapostori napakuwadzana, pakumedura chingwa uye napakunyengetera. Viz kapitola |