Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 2:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Nokuti hamungasii mweya wangu munzvimbo yavafi kana kurega mururami wenyu achiora.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Nokuti hamuŋgasiyi mŋeya waŋgu muHadesi; Hamuŋgaisi Mutȿene wenyu kuti aʋone kuʋora.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Nokuti hamungasiyi mweya wangu muHadhesi; Hamungaisi Mutsvene wenyu kuti aone kuora.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Nokuti hamungasii mweya wangu munzvimbo yavafi kana kurega mururami wenyu achiora.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 nokuti imi hamuzondisiyi muguva, uye hamungaregi Mutsvene wenyu achiona kuora.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 2:27

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy